Online Bible

- Reklamy -

Ruka 22:53 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

53 Asi pandaiva nemi zuva nezuva muTemberi imi hamuna kundisunga. Ino inguva yenyu nenguva yamasimba erima.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

53 Ndaiʋa nemi mutembere mazuʋa ose mukasandiɓata; asi ɀino iŋguʋa yenyu nesimba rerima.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

53 Ndaiva nemi mutemberi mazuva ose mukasandibata; asi zvino inguva yenyu nesimba rerima.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

53 Asi pandaiva nemi zuva nezuva muTemberi imi hamuna kundisunga. Ino inguva yenyu nenguva yamasimba erima.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

53 Asi pandaiva nemi zuva nezuva muTemberi imi hamuna kundisunga. Ino inguva yenyu nenguva yamasimba erima.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

53 Mazuva ose ndakanga ndinemi mutemberi, uye hamuna kundibata. Asi ino ndiyo nguva yenyu, yokutonga kwerima.”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 22:53

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy