Ruka 21:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Zvamuri kuona izvi, mazuva ari kuuya hapazosara dombo riri pamusoro perimwe, risingazokoromotserwa pasi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana ɀiri iɀi ɀamunoʋona, mazuʋa acaȿika, asiŋgazoregwi ibge pamsoro pebge, risiŋgazowisirwi pasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Kana zviri izvi zvamunoona, mazuva achasvika, asingazoregwi ibwe pamusoro pebwe, risingazowisirwi pasi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Zvamuri kuona izvi, mazuva ari kuuya hapazosara dombo riri pamusoro perimwe, risingazokoromotserwa pasi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Zvamuri kuona izvi, mazuva ari kuuya hapazosara dombo riri pamusoro perimwe, risingazokoromotserwa pasi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Zvamuoona pano izvi, nguva ichasvika yokuti ibwe rimwe haringaregwi riri pamusoro perimwe; rimwe nerimwe rawo richakandwa pasi.” Viz kapitola |