Online Bible

- Reklamy -

Ruka 21:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Ngwarirai nguva dzose muchinamata kuti muwane simba rokupunyuka zvose izvi zvichaitika uye kuti mukwanise kuzomira pamberi peMwanakomana womunhu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Asi rindai neŋguʋa dzose, mukumbire, kuti mugone kupukunyuka paɀinhu iɀi ɀose ɀinozoitwa, mugomira pamberi poMŋanakomana womunhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Asi rindai nenguva dzose, mukumbire, kuti mugone kupukunyuka pazvinhu izvi zvose zvinozoitwa, mugomira pamberi poMwanakomana womunhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Ngwarirai nguva dzose muchinamata kuti muwane simba rokupunyuka zvose izvi zvichaitika uye kuti mukwanise kuzomira pamberi peMwanakomana womunhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Ngwarirai nguva dzose muchinamata kuti muwane simba rokupunyuka zvose izvi zvichaitika uye kuti mukwanise kuzomira pamberi peMwanakomana womunhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 Garai makagadzirira, uye munyengetere kuti mugogona kupunyuka pazvose izvo zvava kuda kuitika, uye kuti mugogona kumira pamberi poMwanakomana woMunhu.”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 21:36

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy