Ruka 21:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Ndipo pavachaona Mwanakomana womunhu achiuya ari mumakore aine simba nembiri huru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ipapo ʋacaʋona Mŋanakomana womunhu aciʋuya negore, nesimba rokubginya kukuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Ipapo vachaona Mwanakomana womunhu achiuya negore, nesimba nokubwinya kukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Ndipo pavachaona Mwanakomana womunhu achiuya ari mumakore aine simba nembiri huru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Ndipo pavachaona Mwanakomana womunhu achiuya ari mumakore aine simba nembiri huru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Panguva iyo vachaona Mwanakomana woMunhu achiuya mugore nesimba nokubwinya kukuru. Viz kapitola |