Ruka 21:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Hameno zvavo vanenge vakazvitakura navavo vanenge vachiyamwisa pamazuva iwayo nokuti pachava nenhamo huru panyika nokurangwa kwavanhu ava. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Asi ʋacaʋa nenhamo ʋanemimba naʋanomŋisa namazuʋa iwayo, nokuti kutambudzika kukuru kucaʋa’po panyika, nokutsamŋa pamsoro paʋanhu iʋaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Asi vachava nenhamo vane pamuviri navanoyamwisa namazuva iwayo, nokuti kutambudzika kukuru kuchavapo panyika, nokutsamwa pamusoro pavanhu ivavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Hameno zvavo vanenge vakazvitakura navavo vanenge vachiyamwisa pamazuva iwayo nokuti pachava nenhamo huru panyika nokurangwa kwavanhu ava. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Hameno zvavo vanenge vakazvitakura navavo vanenge vachiyamwisa pamazuva iwayo nokuti pachava nenhamo huru panyika nokurangwa kwavanhu ava. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Haiwa, zvichatyisa seiko mumazuva iwayo kumadzimai ane mimba navanoyamwisa! Kuchava nenhamo huru munyika nokutsamwa pamusoro porudzi urwu. Viz kapitola |