Ruka 21:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 nokuti iwaya anenge ari mazuva okutsividza kuzadzisa zvose zvakanyorwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nokuti iwayo ndiwo mazuʋa okutsiʋa, kuti ɀose ɀakanyorwa ɀiitike. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Nokuti iwayo ndiwo mazuva okutsiva, kuti zvose zvakanyorwa zviitike. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 nokuti iwaya anenge ari mazuva okutsividza kuzadzisa zvose zvakanyorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 nokuti iwaya anenge ari mazuva okutsividza kuzadzisa zvose zvakanyorwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Nokuti iyi ndiyo nguva yokurangwa kuti zvose zvakanyorwa zvizadziswe. Viz kapitola |