Ruka 21:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Kana moona Jerusaremu yakomberedzwa nehondo. Ibvai maziva kuti kuparadzwa kwayo kwava pedyo. Vanenge vari muJudhea ngavatizire kumakomo. Vanenge vari muguta ngavabvemo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino kana muciʋona Jerusarema rakombga nehondo, ziʋai kuti roɗokuparadzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Zvino kana muchiona Jerusaremu rakombwa nehondo, zivai kuti roda kuparadzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Kana moona Jerusaremu yakomberedzwa nehondo. Ibvai maziva kuti kuparadzwa kwayo kwava pedyo. Vanenge vari muJudhea ngavatizire kumakomo. Vanenge vari muguta ngavabvemo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 “Kana moona Jerusaremu yakomberedzwa nehondo. Ibvai maziva kuti kuparadzwa kwayo kwava pedyo. Vanenge vari muJudhea ngavatizire kumakomo. Vanenge vari muguta ngavabvemo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 “Pamunoona Jerusarema rakombwa nehondo, muchaziva kuti kuparadzwa kwaro kwava pedyo. Viz kapitola |