Ruka 21:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Muchakwidzwa matare kunyange navabereki venyu kana navakoma navanun'una nehama neshamwari. Vachauraya vamwe venyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Mucaiswa kuʋatoŋgi kunyaŋge naʋaɓereki, naʋanuŋuna, nehama, neshamŋari; ʋamŋe ʋenyu ʋacaʋurawa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Muchaiswa kuvatongi kunyange navabereki, navanun'una, nehama, neshamwari; vamwe venyu vachaurawa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Muchakwidzwa matare kunyange navabereki venyu kana navakoma navanun'una nehama neshamwari. Vachauraya vamwe venyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Muchakwidzwa matare kunyange navabereki venyu kana navakoma navanun'una nehama neshamwari. Vachauraya vamwe venyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Muchapandukirwa kunyange navabereki venyu, vanunʼuna, hama neshamwari, uye vachauraya vamwe venyu. Viz kapitola |