Ruka 20:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jesu akati kwavari, “Vanhu varizvino vanoroora uye vanoroorwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Jesu akati kwaʋari: Ʋanakomana ʋenyika ino ʋanowana, ʋuye ʋanowaniswa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Jesu akati kwavari, “Vanakomana venyika ino vanowana, uye vanowaniswa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jesu akati kwavari, “Vanhu varizvino vanoroora uye vanoroorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Jesu akati kwavari, “Vanhu varizvino vanoroora uye vanoroorwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Jesu akapindura akati, “Vanhu venyika ino vanowana nokuwanikwa. Viz kapitola |