Online Bible

- Reklamy -

Ruka 20:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Kwakauya kwaari vaSadhusei, vaya vanoti hapana zvokumuka kwavakafa. Vakabvunza Jesu mubvunzo vachiti,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino ʋamŋe ʋaSaduse, iʋo ʋanoramba kumuka kwaʋakafa ʋaciti hakuna, ʋakaʋuya kwaari, ʋakamubvunza,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Zvino vamwe vaSadhusi, ivo vanoramba kumuka kwavakafa vachiti hakuna, vakauya kwaari, vakamubvunza,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Kwakauya kwaari vaSadhusei, vaya vanoti hapana zvokumuka kwavakafa. Vakabvunza Jesu mubvunzo vachiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Kwakauya kwaari vaSadhusei, vaya vanoti hapana zvokumuka kwavakafa. Vakabvunza Jesu mubvunzo vachiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Vamwe vaSadhusi, vanoti hakuna kumuka kwavakafa, vakauya nomubvunzo kuna Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 20:27

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy