Online Bible

- Reklamy -

Ruka 20:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Tiudze kuti unoita zvinhu izvi nesimba raani kana kuti ndiani akakupa simba irori?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 ʋakataura, ʋakati kwaari: Tiʋudzei, kuti munoita ɀinhu iɀi nesimba ripi, kana ndianiko wakakupai simba iri?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 vakataura, vakati kwaari, “Tiudzei, kuti munoita zvinhu izvi nesimba ripi, kana ndianiko akakupai simba iri?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Tiudze kuti unoita zvinhu izvi nesimba raani kana kuti ndiani akakupa simba irori?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Tiudze kuti unoita zvinhu izvi nesimba raani kana kuti ndiani akakupa simba irori?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Vakati kwaari, “Tiudzei kuti munoita zvinhu izvi nesimba ripi? Ndiani akakupai simba iri?”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 20:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy