Ruka 20:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Munhu wose anowira padombo iroro anobva adanzurwa danzurwa. Asi rikawira munhu rinomupwanya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Mumŋe nomumŋe unowira pamsoro pebge iro, ucavunikanya; asi ricaparadza warinowira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 “Mumwe nomumwe anowira pamusoro pebwe iro, achavhunikanya; asi richaparadza warinowira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Munhu wose anowira padombo iroro anobva adanzurwa danzurwa. Asi rikawira munhu rinomupwanya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 “Munhu wose anowira padombo iroro anobva adanzurwa danzurwa. Asi rikawira munhu rinomupwanya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mumwe nomumwe anowira padombo iroro achavhunika-vhunika asi uyo warinowira achapwanyiwa.” Viz kapitola |