Ruka 20:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi vaya vaishandisa munda pavakamuona vakataurirana pachavo vachiti, ‘Uyu ndiye mugari wenhaka; uyai timuuraye kuti nhaka ive yedu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi ʋarimi ʋakati ʋacimuʋona, ʋakaraŋgana, ʋakati: Uyu ndiye mugari wenhaka; ŋgatimuʋuraye, nhaka igoʋa yeɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Asi varimi vakati vachimuona, vakarangana, vakati, ‘Uyu ndiye mugari wenhaka; ngatimuuraye, nhaka igova yedu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi vaya vaishandisa munda pavakamuona vakataurirana pachavo vachiti, ‘Uyu ndiye mugari wenhaka; uyai timuuraye kuti nhaka ive yedu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi vaya vaishandisa munda pavakamuona vakataurirana pachavo vachiti, ‘Uyu ndiye mugari wenhaka; uyai timuuraye kuti nhaka ive yedu.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “Asi varimi vakati vachimuona, vakataurirana pachavo vakati, ‘Uyu ndiye mudyi wenhaka. Ngatimuurayei nhaka igova yedu.’ Viz kapitola |