Ruka 20:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Akatumirazve wechitatu. Uyu vakamukuvadza vakamukanda kunze. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Akatuma ɀe wecitatu; naiye ʋakamukuʋadza, ʋakamuɓuɗisa kunze. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Akatumazve wechitatu; naiye vakamukuvadza, vakamubudisa kunze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Akatumirazve wechitatu. Uyu vakamukuvadza vakamukanda kunze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Akatumirazve wechitatu. Uyu vakamukuvadza vakamukanda kunze. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Akatumazve mumwe wechitatu, uyu vakamukuvadza ndokumukanda kunze. Viz kapitola |