Ruka 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mudunhu iroro makanga muina vafudzi kumafuro vairindira zvipfuwo zvavo usiku. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino kwakaŋga kunaʋafudzi munyika iyo, ʋaigara kuʋuragu ʋacirinda mapoka aʋo ʋusiku. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino kwakanga kuna vafudzi munyika iyo, vaigara kuhuragu vachirinda mapoka avo usiku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mudunhu iroro makanga muina vafudzi kumafuro vairindira zvipfuwo zvavo usiku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mudunhu iroro makanga muina vafudzi kumafuro vairindira zvipfuwo zvavo usiku. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Uye kwakanga kuna vafudzi vakanga vachigara kumafuro aiva pedyo naikoko, vachichengeta makwai avo usiku. Viz kapitola |