Online Bible

- Reklamy -

Ruka 2:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Akadzika navo akasvika kuNazareti, kwaakagara navo achivateerera. Amai vake vakapfundira zvinhu zvose izvi mumwoyo mavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

51 Ipapo akaɓuruka naʋo, akaȿika Nazareta, akaʋaterera. Mai ʋake ʋakaceŋgeta mashoko iwayo ose mumŋoyo maʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

51 Ipapo akaburuka navo, akasvika Nazareta, akavateerera. Mai vake vakachengeta mashoko iwayo ose mumwoyo mavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Akadzika navo akasvika kuNazareti, kwaakagara navo achivateerera. Amai vake vakapfundira zvinhu zvose izvi mumwoyo mavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

51 Akadzika navo akasvika kuNazareti, kwaakagara navo achivateerera. Amai vake vakapfundira zvinhu zvose izvi mumwoyo mavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

51 Ipapo akaburuka navo kuNazareta uye akavateerera. Asi mai vake vakachengeta zvinhu zvose izvi mumwoyo mavo.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 2:51

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy