Online Bible

- Reklamy -

Ruka 2:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Mushure memazuva masere, pakadzingiswa mwana, akatumidzwa zita rokuti Jesu, ndiro zita riya raakapiwa nomutumwa, amai vake vasati vava napamuviri pake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Mazuʋa masere akati apfuʋura, musi wokudziŋgiswa waȿika, ʋakatumidza zita rake Jesu, iro raakaŋga atumidzwa nomutumŋa, asati agamucirwa muɗumbu ramai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Mazuva masere akati apfuura, musi wokudzingiswa wasvika, vakatumidza zita rake Jesu, iro raakanga atumidzwa nomutumwa, asati agamuchirwa mudumbu ramai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Mushure memazuva masere, pakadzingiswa mwana, akatumidzwa zita rokuti Jesu, ndiro zita riya raakapiwa nomutumwa, amai vake vasati vava napamuviri pake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Mushure memazuva masere, pakadzingiswa mwana, akatumidzwa zita rokuti Jesu, ndiro zita riya raakapiwa nomutumwa, amai vake vasati vava napamuviri pake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Pazuva rorusere, nguva yokudzingiswa kwake yasvika, akatumidzwa zita rokuti Jesu, zita raakanga apiwa nomutumwa asati aumbwa mudumbu.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 2:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy