Online Bible

- Reklamy -

Ruka 19:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Zakeo akamirawo achiti kuna Tenzi, “Chionai Tenzi ini ndichapa kuvarombo hafu yezvinhu zvangu. Kana ndakabiridzira munhu chinhu ndichamudzorera kakapetwa kana.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ipapo Zakeo akamira, akati kunaShe: Tarirai, Ishe, ndinopa ʋarombo hafu yefuma yaŋgu, ʋuye kana ndatorera mumŋe cinhu cake nokunyeŋgera, ndinomudzosera ɀaʋa ɀinna.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Ipapo Zakeo akamira, akati kuna Ishe, “Tarirai, Ishe, ndinopa varombo hafu yepfuma yangu, uye kana ndatorera mumwe chinhu chake nokunyengera, ndinomudzosera zvava zvina.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Zakeo akamirawo achiti kuna Tenzi, “Chionai Tenzi ini ndichapa kuvarombo hafu yezvinhu zvangu. Kana ndakabiridzira munhu chinhu ndichamudzorera kakapetwa kana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Zakeo akamirawo achiti kuna Tenzi, “Chionai Tenzi ini ndichapa kuvarombo hafu yezvinhu zvangu. Kana ndakabiridzira munhu chinhu ndichamudzorera kakapetwa kana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Asi Zakeo akasimuka akamira pamberi paShe akati, “Tarirai, Ishe! Pano, uye iye zvino, ndinopa hafu yepfuma yangu kuvarombo, uye kana ndakanyengera ani zvake pachinhu chipi zvacho, ndichadzosera zvava zvina.”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 19:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy