Ruka 19:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vanhu pavakazviona, vose vakanyunyuta vachiti aenda kundogara mumba momutadzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋose ʋakaɀiʋona, ʋakaŋuŋuna, ʋaciti: Wapinda kundogara nomurume uri mutadzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Vose vakazviona, vakagu'nun'una, vachiti, “Wapinda kundogara nomurume uri mutadzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vanhu pavakazviona, vose vakanyunyuta vachiti aenda kundogara mumba momutadzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vanhu pavakazviona, vose vakanyunyuta vachiti aenda kundogara mumba momutadzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vanhu vose vakaona izvi vakatanga kugununʼuna vachiti, “Aenda kunova mueni wo‘mutadzi.’ ” Viz kapitola |