Ruka 19:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 achiti kwavari, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunamatira asi imi makaiita bako ramakororo.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 aciti kwaʋari: Kwakanyorwa kuti imba yaŋgu icaʋa imba yokunyeŋgetera; asi imi makaiita ɓako ramakororo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 achiti kwavari, “Kwakanyorwa kuti imba yangu ichava imba yokunyengetera; asi imi makaiita bako ramakororo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 achiti kwavari, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunamatira asi imi makaiita bako ramakororo.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 achiti kwavari, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunamatira asi imi makaiita bako ramakororo.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Akati kwavari, “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Imba yangu ichava yokunyengeterera’, asi mava kuiita ‘bako ramakororo.’ ” Viz kapitola |