Ruka 19:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Vachakupwatitsira pasi, iwe navana vako vari mauri. Havachazosiya rimwe dombo riri pamusoro perimwe dombo mauri nokuti hauna kuziva nguva yokushanyirwa kwako.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 ʋacakuparadzira pasi, iwe naʋana ʋako mukati mako; haʋaŋgaregi mukati mako ibge rimŋe riri pamsoro perimŋe; nokuti hauna‐kuziʋa ŋguʋa yokushanyirwa kwako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 vachakuparadzira pasi, iwe navana vako mukati mako; havangaregi mukati mako ibwe rimwe riri pamusoro perimwe; nokuti hauna kuziva nguva yokushanyirwa kwako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Vachakupwatitsira pasi, iwe navana vako vari mauri. Havachazosiya rimwe dombo riri pamusoro perimwe dombo mauri nokuti hauna kuziva nguva yokushanyirwa kwako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Vachakupwatitsira pasi, iwe navana vako vari mauri. Havachazosiya rimwe dombo riri pamusoro perimwe dombo mauri nokuti hauna kuziva nguva yokushanyirwa kwako.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Vachakupwanyira pasi, iwe navana vari mukati mamasvingo ako. Havazongosiyi ibwe pamusoro perimwe nokuti hauna kuziva nguva yokushanyirwa kwako naMwari.” Viz kapitola |