Ruka 19:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Pavakanga vavakuchisunungura varidzi vacho vakati kwavari, “Muri kuchisunungurirei?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino ʋakati ʋacisunuŋgura mhuru, ʋene ʋayo ʋakati kwaʋari: Munosunuŋgurireiko mhuru? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Zvino vakati vachisunungura mhuru, varidzi vayo vakati kwavari, “Munosunungurireiko mhuru?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Pavakanga vavakuchisunungura varidzi vacho vakati kwavari, “Muri kuchisunungurirei?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Pavakanga vavakuchisunungura varidzi vacho vakati kwavari, “Muri kuchisunungurirei?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Pavakanga vachisunungura mwana wembongoro uyu, muridzi wacho akavabvunza akati, “Seiko muchisunungura mwana wembongoro uyu?” Viz kapitola |