Ruka 19:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Kana munhu akakubvunzai kuti, ‘Muri kuchisunungurirei?’ Munomuti, ‘Tenzi anochida.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Kana mumŋe akakubvunzai, aciti: Munoisunuŋgurireiko? muti kwaari kuɗai: Ishe unoiɗa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Kana mumwe akakubvunzai, achiti, ‘Munoisunungurireiko?’ Muti kwaari, ‘Kudai ishe anoida.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Kana munhu akakubvunzai kuti, ‘Muri kuchisunungurirei?’ Munomuti, ‘Tenzi anochida.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Kana munhu akakubvunzai kuti, ‘Muri kuchisunungurirei?’ Munomuti, ‘Tenzi anochida.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Kana pane munhu anokubvunzai achiti, ‘Seiko muchiisunungura?’ muvaudze kuti, ‘Ishe anoida.’ ” Viz kapitola |