Ruka 19:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 nokuti ndaikutyai nokuti muri munhu akaomarara. Munonhonga chamusina kuisa pasi, muchikohwa chamusina kudyara.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Nokuti ndakaŋga ndicikutyai, ɀamuri munhu unehasha, munotora ɀamusakaisa’po, munoceka ɀamusakakusha. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Nokuti ndakanga ndichikutyai, zvamuri munhu ane hasha, munotora zvamusakaisapo, munocheka zvamusakakusha.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 nokuti ndaikutyai nokuti muri munhu akaomarara. Munonhonga chamusina kuisa pasi, muchikohwa chamusina kudyara.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 nokuti ndaikutyai nokuti muri munhu akaomarara. Munonhonga chamusina kuisa pasi, muchikohwa chamusina kudyara.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ndakanga ndichikutyai, nokuti muri munhu ane mwoyo wakaoma. Munotora zvamusina kuisapo nokukohwa zvamusina kudyara.’ Viz kapitola |