Ruka 19:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Iye akati kwaari, ‘Hauchionaka muranda wakanaka! Pamusana pokuti wakatendeka muzvinhu zvidikidiki kudai uchatonga maguta gumi.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Akati kwaari: Ɀakanaka, muranda wakanaka; ɀawakaŋga wakatendeka paɀiɗuku‐ɗuku, uɓate maguta anegumi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 “Akati kwaari, ‘Zvakanaka, muranda wakanaka; zvawakanga wakatendeka pazviduku-duku, ubate maguta ane gumi.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Iye akati kwaari, ‘Hauchionaka muranda wakanaka! Pamusana pokuti wakatendeka muzvinhu zvidikidiki kudai uchatonga maguta gumi.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Iye akati kwaari, ‘Hauchionaka muranda wakanaka! Pamusana pokuti wakatendeka muzvinhu zvidikidiki kudai uchatonga maguta gumi.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “Tenzi wake akati, ‘Zvakanaka, muranda wangu akanaka! Nokuti wanga wakatendeka pazvinhu zviduku duku, uchatonga pamusoro pamaguta gumi.’ Viz kapitola |