Ruka 19:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pavakanga vakateerera zvinhu izvi, akaenderera mberi achivapa muenzaniso nokuti akanga ava pedyo neJerusaremu uye nokuti vakanga vachifunga kuti umambo hwaMwari hwakanga hwava kuda kutoonekwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ʋakati ʋacanzwa iɀoɀo, akawedzera akataura mumŋe mufananidzo, nokuti wakaŋga aʋa pedyo neJerusarema, iʋo ʋakati ʋushe bgaMŋari bgobva bgoʋonekwa pakarepo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Vakati vachinzwa izvozvo, akawedzera akataura mumwe mufananidzo, nokuti akanga ava pedyo neJerusaremu, ivo vakati ushe hwaMwari hwobva hwoonekwa pakarepo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pavakanga vakateerera zvinhu izvi, akaenderera mberi achivapa muenzaniso nokuti akanga ava pedyo neJerusaremu uye nokuti vakanga vachifunga kuti umambo hwaMwari hwakanga hwava kuda kutoonekwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Pavakanga vakateerera zvinhu izvi, akaenderera mberi achivapa muenzaniso nokuti akanga ava pedyo neJerusaremu uye nokuti vakanga vachifunga kuti umambo hwaMwari hwakanga hwava kuda kutoonekwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Pavakanga vachiri kuteerera izvozvo, akaenderera mberi achivaudza mufananidzo, nokuti akanga ava pedyo neJerusarema uye vanhu vakafunga kuti umambo hwaMwari hwaizokurumidza kuonekwa pakarepo. Viz kapitola |