Ruka 18:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 parakanzwa mhomho yavanhu ichipfuura, rakabvunza kuti, “Kwauyei?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 rakanzwa ʋanhu ʋazhinji ʋacipfuʋura, rikabvunza, riciti: Cinyiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 rakanzwa vanhu vazhinji vachipfuura, rikabvunza, richiti, “Chinyiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 parakanzwa mhomho yavanhu ichipfuura, rakabvunza kuti, “Kwauyei?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 parakanzwa mhomho yavanhu ichipfuura, rakabvunza kuti, “Kwauyei?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Akati achinzwa vanhu vazhinji vakanga vachipfuura, akabvunza kuti chii chakanga chichiitika. Viz kapitola |