Ruka 18:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Maivawo neimwe chirikadzi muguta iroro yaingoramba ichiuya kwaari ichiti, ‘Ndienzanisireiwo nyaya yangu nomuvengi wangu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino kwakaŋga kunecirikadzi muguta iro, yairamba iciʋuya kwaari, iciti: Ndiruramisire kumuʋeŋgi waŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino kwakanga kune chirikadzi muguta iro, yairamba ichiuya kwaari, ichiti, ‘Ndiruramisire kumuvengi wangu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Maivawo neimwe chirikadzi muguta iroro yaingoramba ichiuya kwaari ichiti, ‘Ndienzanisireiwo nyaya yangu nomuvengi wangu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Maivawo neimwe chirikadzi muguta iroro yaingoramba ichiuya kwaari ichiti, ‘Ndienzanisireiwo nyaya yangu nomuvengi wangu.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Uye muguta imomo maiva nechirikadzi yakaramba ichiuya kwaari nechikumbiro ichiti, ‘Ndiruramisireiwo kumuvengi wangu.’ Viz kapitola |