Ruka 18:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akati, “Mune rimwe guta maiva nomutongi akanga asingatyi Mwari kana kuzeza munhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akati: Munerimŋe guta makaŋga munomumŋe mutoŋgi, wakaŋga asiŋgatyi Mŋari, kana kuʋa nehanya nomunhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 akati, “Mune rimwe guta makanga munomumwe mutongi, akanga asingatyi Mwari, kana kuva nehanya nomunhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akati, “Mune rimwe guta maiva nomutongi akanga asingatyi Mwari kana kuzeza munhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akati, “Mune rimwe guta maiva nomutongi akanga asingatyi Mwari kana kuzeza munhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akati, “Mune rimwe guta maiva nomutongi akanga asingatyi Mwari uye asina hanya navanhu. Viz kapitola |