Ruka 17:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Tenzi akati, “Dai muine chitendero chakaita setsanga yemasitadhi, maigona kuti kumuonde uyu dzipuka undosimwa mugungwa uchikuteererai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ishe akati: Kana maiʋa nokutenda kwakaita setsaŋga yemastarda, maiti kumuʋonde uyu: Dzurwa, usimŋe muguŋgwa! ucakutererai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ishe akati, “Kana maiva nokutenda kwakaita setsanga yemasitadhi, maiti kumuonde uyu, ‘Dzurwa, usimwe mugungwa!’ Uchakuteererai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Tenzi akati, “Dai muine chitendero chakaita setsanga yemasitadhi, maigona kuti kumuonde uyu dzipuka undosimwa mugungwa uchikuteererai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Tenzi akati, “Dai muine chitendero chakaita setsanga yemasitadhi, maigona kuti kumuonde uyu dzipuka undosimwa mugungwa uchikuteererai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Iye akati, “Kana muno kutenda kuduku duku setsanga yemasitadhi, munogona kuti kumuti womuonde uyu, ‘Dzurwa usimwe mugungwa,’ uye uchakuteererai. Viz kapitola |