Online Bible

- Reklamy -

Ruka 17:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Vakati kwavari, “Kuri kupiko ikoko nhai Tenzi?” Iye akati, “Pane chitunha magora ndipo panoungana.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ipapo ʋakapindura, ʋakati kwaari: Ipiko, Ishe? Akati kwaʋari: Apo panomutumbu, ndi’po panoʋuŋganira ʋo magora.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Ipapo vakapindura, vakati kwaari, “Ipiko, Ishe?” Akati kwavari, “Apo pano mutumbi, ndipo panounganirawo magora.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Vakati kwavari, “Kuri kupiko ikoko nhai Tenzi?” Iye akati, “Pane chitunha magora ndipo panoungana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Vakati kwavari, “Kuri kupiko ikoko nhai Tenzi?” Iye akati, “Pane chitunha magora ndipo panoungana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Vakamubvunza vakati, “Kupiko Ishe?” Akapindura akati, “Pano mutumbi, ndipo panoungana magora.”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 17:37

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy