Ruka 17:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Naizvozvowo zvakaitika pamazuva aRoti; vanhu vaidya vachinwa vachitenga nokutengesa vachidyara nokuvaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 seɀaɀakaŋga ɀakaita ʋo namazuʋa aRoti; ʋaidya, nokunwa, nokuteŋga, nokuteŋgesa, nokusima, nokuʋaka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Sezvazvakanga zvakaitawo namazuva aRoti; vaidya, nokunwa, nokutenga, nokutengesa, nokusima, nokuvaka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Naizvozvowo zvakaitika pamazuva aRoti; vanhu vaidya vachinwa vachitenga nokutengesa vachidyara nokuvaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Naizvozvowo zvakaitika pamazuva aRoti; vanhu vaidya vachinwa vachitenga nokutengesa vachidyara nokuvaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “Zvakanga zvakadarowo pamazuva aRoti. Vanhu vakanga vachidya nokunwa, vachitonga nokutongesa, vachidyara nokuvaka. Viz kapitola |