Ruka 16:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Akati kune wokutanga, ‘Une chikwereti chakadii kuna Tenzi wangu?’ Iye akati, ‘Ndine zana remigomo yamafuta.’ Akati kwaari, ‘Tora katsamba kechikwereti chako ugare pasi nokuchimbidza unyore makumi mashanu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Iye akati: Makate anezana amafuta. Akati kwaari: Tora runyoro rwako, gara pasi pakarepo, unyore makumi mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Iye akati, ‘Makate ane zana amafuta.’ Akati kwaari, ‘Tora runyoro rwako, gara pasi pakarepo, unyore makumi mashanu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Akati kune wokutanga, ‘Une chikwereti chakadii kuna Tenzi wangu?’ Iye akati, ‘Ndine zana remigomo yamafuta.’ Akati kwaari, ‘Tora katsamba kechikwereti chako ugare pasi nokuchimbidza unyore makumi mashanu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Akati kune wokutanga, ‘Une chikwereti chakadii kuna Tenzi wangu?’ Iye akati, ‘Ndine zana remigomo yamafuta.’ Akati kwaari, ‘Tora katsamba kechikwereti chako ugare pasi nokuchimbidza unyore makumi mashanu.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Akapindura achiti, ‘Zviero zana zvamafuta omuorivhi.’ “Mutariri akati kwaari, ‘Tora tsamba yako, ugare pasi nokukurumidza, unyore makumi mashanu.’ Viz kapitola |