Ruka 16:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Iye akati, ‘Kwete Baba, Abhurahamu. Asi kana mumwe munhu akaenda kwavari achibva kune vakafa vanopinduka.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Iye akati: Kwete, Ƃaɓa Abrahama, asi kana mumŋe akabva kuʋakafa, akaenda kwaʋari, ʋaŋgatendeʋuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Iye akati, ‘Kwete, baba Abhurahamu, asi kana mumwe akabva kuvakafa, akaenda kwavari, vangatendeuka.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Iye akati, ‘Kwete Baba, Abhurahamu. Asi kana mumwe munhu akaenda kwavari achibva kune vakafa vanopinduka.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Iye akati, ‘Kwete Baba, Abhurahamu. Asi kana mumwe munhu akaenda kwavari achibva kune vakafa vanopinduka.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 “Iye akati, ‘Kwete, baba Abhurahama, asi kana mumwe akabva kuna vakafa akaenda kwavari, vangatendeuka.’ Viz kapitola |