Ruka 16:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Aida kudya zvaidonha pateburu yomupfumi, uye imbwawo dzaiuya dzichimunanzva maronda ake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 aciɗa kuɀigutisa neɀaiwa patafura romufumi; kunyaŋge nembga dzaiʋuya dzicinanɀa maronda ake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 achida kuzvigutisa nezvaidonhera patafura romupfumi; kunyange nembwa dzaiuya dzichinanzva maronda ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Aida kudya zvaidonha pateburu yomupfumi, uye imbwawo dzaiuya dzichimunanzva maronda ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Aida kudya zvaidonha pateburu yomupfumi, uye imbwawo dzaiuya dzichimunanzva maronda ake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 uye achipanga hake kudya zvimedu zvaiwa patafura yomupfumi. Kunyange imbwa dzaiuya dzichinanzva maronda ake. Viz kapitola |