Ruka 15:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Naizvozvowo ndinokuudzai kuti pachava nomufaro mukuru kudenga wokufarira mutadzi mumwechete anopinduka kupfuura kufarirwa kunoitwa makumi mapfumbamwe ana vapfumbamwe avanhu vakarurama vasina chavangadire kupinduka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ndinoti kwamuri, saiɀoɀo mufaro ucaʋa kuɗeŋga pamsoro pomutadzi mumŋe unotendeʋuka, kupfuʋura paʋakarurama ʋanamakumi mapfumbamŋe naʋapfumbamŋe, ʋasiŋgatȿaki kutendeʋuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 “Ndinoti kwamuri, saizvozvo mufaro uchava kudenga pamusoro pomutadzi mumwe anotendeuka, kupfuura pavakarurama vana makumi mapfumbamwe navapfumbamwe, vasingatsvaki kutendeuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Naizvozvowo ndinokuudzai kuti pachava nomufaro mukuru kudenga wokufarira mutadzi mumwechete anopinduka kupfuura kufarirwa kunoitwa makumi mapfumbamwe ana vapfumbamwe avanhu vakarurama vasina chavangadire kupinduka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Naizvozvowo ndinokuudzai kuti pachava nomufaro mukuru kudenga wokufarira mutadzi mumwechete anopinduka kupfuura kufarirwa kunoitwa makumi mapfumbamwe ana vapfumbamwe avanhu vakarurama vasina chavangadire kupinduka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ndinoti kwamuri, saizvozvo mufaro mukuru uchava kudenga pamusoro pomutadzi mumwe chete anenge atendeuka, kupfuura pamusoro pavakarurama makumi mapfumbamwe navapfumbamwe vasingatsvaki kutendeuka. Viz kapitola |