Online Bible

- Reklamy -

Ruka 15:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 “Ndoupi munhu pakati penyu anenge ane zana rehwai, akarasa imwechete yadzo, asingasiyi makumi mapfumbamwe ane pfumbamwe kumafuro achienda kundotsvaka yakarasika iya kusvikira aiwana?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ndianiko kwamuri unamakwai anezana, kana akarashikirwa nerimŋe rawo, uŋgasasiya makumi mapfumbamŋe namapfumbamŋe murenje, akateʋera rakarashika kuȿikira ariwana?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 “Ndianiko kwamuri anamakwai ane zana, kana akarasikirwa neimwe yadzo, angasasiya makumi mapfumbamwe namapfumbamwe murenje, akatevera rakarasika kusvikira ayiwana?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 “Ndoupi munhu pakati penyu anenge ane zana rehwai, akarasa imwechete yadzo, asingasiyi makumi mapfumbamwe ane pfumbamwe kumafuro achienda kundotsvaka yakarasika iya kusvikira aiwana?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 “Ndoupi munhu pakati penyu anenge ane zana rehwai, akarasa imwechete yadzo, asingasiyi makumi mapfumbamwe ane pfumbamwe kumafuro achienda kundotsvaka yakarasika iya kusvikira aiwana?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 “Ndianiko pakati penyu kana ane makwai zana, rimwe racho kana rikarasika, asingasiyi makumi mapfumbamwe namapfumbamwe kumafuro achindotsvaka gwai rakarasika kusvikira ariwana?

Viz kapitola kopírovat

Ruka 15:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy