Ruka 15:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Akamuti, ‘Munun'una wenyu wauya. Baba venyu vabaya mhuru iya yakakodzwa nokuti vamugamuchirazve ari mutano.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Akati kwaari: Munuŋuna wako waȿika, ɀino ɓaɓa ʋako ʋaɓaya mhuru yakakodzwa, nokuti ʋamuwana ɀe ari mupenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Akati kwaari, ‘Munun'una wako asvika, zvino baba vako vabaya mhuru yakakodzwa, nokuti vamuwanazve ari mupenyu.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Akamuti, ‘Munun'una wenyu wauya. Baba venyu vabaya mhuru iya yakakodzwa nokuti vamugamuchirazve ari mutano.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Akamuti, ‘Munun'una wenyu wauya. Baba venyu vabaya mhuru iya yakakodzwa nokuti vamugamuchirazve ari mutano.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Muranda akapindura akati, ‘Mununʼuna wenyu auya uye baba venyu vamubayira mhuru yakakodzwa nokuti adzoka ari mupenyu uye akasimba.’ Viz kapitola |