Ruka 15:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Paakazobengenuka akazviti, ‘Vangani vashandi vababa vangu vane chokudya chakakwana vachitosia zvavo asi ini ndichifa nenzara kuno.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino wakati aciɀifuŋga, akati: Ʋaranda ʋazhinji sei ʋaɓaɓa ʋaŋgu ʋaneɀokudya ɀakawandisa, asi ini ndofa pano nenzara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Zvino akati achizvifunga, akati, ‘Varanda vazhinji sei vababa vangu vane zvokudya zvakawandisa, asi ini ndofa nenzara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Paakazobengenuka akazviti, ‘Vangani vashandi vababa vangu vane chokudya chakakwana vachitosia zvavo asi ini ndichifa nenzara kuno.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Paakazobengenuka akazviti, ‘Vangani vashandi vababa vangu vane chokudya chakakwana vachitosia zvavo asi ini ndichifa nenzara kuno.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “Akati apengenuka mupfungwa dzake, akati, ‘Varanda vababa vangu vazhinji seiko uye vane zvokudya zvavanongosiya, uye zvino ini pano ndoziya zvokusvika pakufa! Viz kapitola |