Ruka 15:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Akatizve, “Kwaiva nomumwe murume aiva navanakomana vaviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino wakati: Mumŋe munhu waiʋa naʋanakomana ʋaʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino akati, “Mumwe munhu aiva navanakomana vaviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Akatizve, “Kwaiva nomumwe murume aiva navanakomana vaviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Akatizve, “Kwaiva nomumwe murume aiva navanakomana vaviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Jesu akaenderera mberi akati: “Pakanga pano mumwe murume akanga ane vanakomana vake vaviri. Viz kapitola |