Ruka 14:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Kana uchinge wakokwa nani zvake kumabiko omuchato, rega kugara pachigaro chavakuru vakuru. Pangadaro pakakokwa munhu mukuru kupfuura iwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kana iwe uciŋge wakokerwa nomunhu kumutambo wokuwana, usagara pacigaro capamberi; ɀimŋe mumŋe, unokudzwa kupfuʋurewe, wakokerwa ʋo naye; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Kana iwe uchinge wakokerwa nomunhu kumuchato, usagara pachigaro chapamberi; zvimwe mumwe, anokudzwa kupinda iwe, akokerwawo naye; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Kana uchinge wakokwa nani zvake kumabiko omuchato, rega kugara pachigaro chavakuru vakuru. Pangadaro pakakokwa munhu mukuru kupfuura iwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 “Kana uchinge wakokwa nani zvake kumabiko omuchato, rega kugara pachigaro chavakuru vakuru. Pangadaro pakakokwa munhu mukuru kupfuura iwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Kana mumwe akakukoka kumuchato, usazvisarudzira nzvimbo yapamberi, nokuti mumwe munhu anokudzwa kupfuura iwe angadaro akakokwa. Viz kapitola |