Ruka 14:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vanhu vazhinji–zhinji vaifamba pamwechete naJesu. Akatendeuka akati kwavari, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino ʋazhinji‐zhinji ʋakafamba naye; akatendeʋuka, akati kwaʋari: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Zvino vazhinji-zhinji vakafamba naye; akatendeuka, akati kwavari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vanhu vazhinji–zhinji vaifamba pamwechete naJesu. Akatendeuka akati kwavari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Vanhu vazhinji–zhinji vaifamba pamwechete naJesu. Akatendeuka akati kwavari, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vazhinji zhinji vakanga vachifamba naJesu, uye akatendeukira kwavari akati, Viz kapitola |