Ruka 14:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Panguva yamabiko akatuma varanda vake kune vakanga vakokwa vaya achiti, “Chiuyai, zvinhu zvose zvino zvagadzirwa; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Akatuma muranda wake neŋguʋa yokurayira kuti aʋudze ʋakaŋga ʋakakokerwa, kuti: Ʋuyai, nokuti ɀose ɀagadzirwa ɀino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 “Akatuma muranda wake nenguva yokurarira kuti audze vakanga vakakokerwa, kuti, ‘Uyai, nokuti zvose zvagadzirwa zvino.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Panguva yamabiko akatuma varanda vake kune vakanga vakokwa vaya achiti, “Chiuyai, zvinhu zvose zvino zvagadzirwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Panguva yamabiko akatuma varanda vake kune vakanga vakokwa vaya achiti, “Chiuyai, zvinhu zvose zvino zvagadzirwa; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Panguva yamabiko, akatuma varanda vake kuti vandoudza vaya vakanga vakokwa kuti, ‘Uyai, nokuti zvose zvagadzirwa.’ Viz kapitola |