Online Bible

- Reklamy -

Ruka 14:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Akataurirawo munhu akanga amukoka achiti, “Kana wagadzira chokudya kana mabiko, rega kukoka shamwari dzako kana vakoma navanun'una vako, kana hama dzako kana kuti vavakidzani vako vapfumi nokuti vangadaro vakazokukokawo uchizoripwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Akati ʋo kunowakamukokera: Kana wagadzira ciȿuȿuro kana cirayiro, usaɗana shamŋari dzako, kana ʋanuŋuna ʋako, kana hama dzako, naʋafumi ʋokwako, kuti ʋarege kukukokera ɀe, ugoripirwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Akatiwo kune akamukokera, “Kana wagadzira chisvusvuro kana chirariro, usadana shamwari dzako, kana vanun'una vako, kana hama dzako, kana vavakidzani vako, kuti varege kukukokerazve, ugoripirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Akataurirawo munhu akanga amukoka achiti, “Kana wagadzira chokudya kana mabiko, rega kukoka shamwari dzako kana vakoma navanun'una vako, kana hama dzako kana kuti vavakidzani vako vapfumi nokuti vangadaro vakazokukokawo uchizoripwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Akataurirawo munhu akanga amukoka achiti, “Kana wagadzira chokudya kana mabiko, rega kukoka shamwari dzako kana vakoma navanun'una vako, kana hama dzako kana kuti vavakidzani vako vapfumi nokuti vangadaro vakazokukokawo uchizoripwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ipapo Jesu akati kuna iye akanga amukoka, “Kana wagadzira kudya kwamasikati kana chirariro, urege kukoka shamwari dzako, vanunʼuna vako kana hama dzako, kana vapfumi vawakavakidzana navo; kana ukadaro vangazokukokawo uye ukabva waripirwa.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 14:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy