Online Bible

- Reklamy -




Ruka 13:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Kana ukabereka muchero gore rinouya zvakanaka; kana usina moutema zvenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 kana ukazoɓereka ɀiɓereko, ɀakanaka; asi kana usiŋgaɓereki, muŋgazoutema henyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 kana ukazobereka michero, zvakanaka; asi kana usingabereki, mungazoutema henyu.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Kana ukabereka muchero gore rinouya zvakanaka; kana usina moutema zvenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Kana ukabereka muchero gore rinouya zvakanaka; kana usina moutema zvenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Kana ukazobereka muchero gore rinouya, zvakanaka! Kana usina, ipapo mungautema henyu.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 13:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy