Ruka 13:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Hwakaita sembiriso yakatorwa nomudzimai akakanya muzviero zvitatu zvoupfu kusvikira zvatutuma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Bgakafanana nembiriso yakatorwa nomukadzi akaiisa muɀiyero ɀitatu ɀoʋupfu, kuȿikira bgose bgaʋiriswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Hwakafanana nembiriso yakatorwa nomukadzi akaiisa muzviyero zvitatu zvoupfu, kusvikira hwose hwaviriswa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Hwakaita sembiriso yakatorwa nomudzimai akakanya muzviero zvitatu zvoupfu kusvikira zvatutuma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Hwakaita sembiriso yakatorwa nomudzimai akakanya muzviero zvitatu zvoupfu kusvikira zvatutuma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Hwakafanana nembiriso yakatorwa nomukadzi akaivhenganisa noupfu hwefurau hwakawanda kusvikira yafutisa ganyiwa.” Viz kapitola |