Ruka 13:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Jesu akazoti, “Umambo hwaMwari hungafananidzwe nei, ndingauenzanise neiko? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino akati: Ʋushe bgaMŋari bgakafanana neiko? Ndicabgufananidza nei? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino akati, “Ushe hwaMwari hwakafanana neiko? Ndichahufananidza nei? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Jesu akazoti, “Umambo hwaMwari hungafananidzwe nei, ndingauenzanise neiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Jesu akazoti, “Umambo hwaMwari hungafananidzwe nei, ndingauenzanise neiko? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo Jesu akavabvunza achiti, “Umambo hwaMwari hwakaita seiko? Ndingahuenzanisa neiko? Viz kapitola |