Online Bible

- Reklamy -

Ruka 13:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Jesu paakamuona akamudaidza akati kwaari, “Mai masunungurwa paurwere hwenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Jesu akati acimuʋona, akamuɗana, akati kwaari: Mai, wasunuŋgurwa paʋurwere bgako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Jesu akati achimuona, akamudana, akati kwaari, “Mai, masunungurwa paurwere hwenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Jesu paakamuona akamudaidza akati kwaari, “Mai masunungurwa paurwere hwenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Jesu paakamuona akamudaidza akati kwaari, “Mai masunungurwa paurwere hwenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Jesu akati amuona, akamudana kuti auye mberi akati kwaari, “Mai, masunungurwa pachirwere chenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 13:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy