Ruka 12:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Ndinokutaurira kuti, ‘Munhu wose anondibvuma pamberi pavanhu, Mwanakomana womunhu achamubvumawo pamberi pavatumwa vaMwari.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndinoti kwamuri: Mumŋe nomumŋe unondipupura pamberi paʋanhu, Mŋanakomana womunhu ucamupupura ʋo pamberi paʋatumŋa ʋaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Ndinoti kwamuri, mumwe nomumwe anondipupura pamberi pavanhu, Mwanakomana womunhu achamupupurawo pamberi pavatumwa vaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Ndinokutaurira kuti, ‘Munhu wose anondibvuma pamberi pavanhu, Mwanakomana womunhu achamubvumawo pamberi pavatumwa vaMwari.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 “Ndinokutaurira kuti, ‘Munhu wose anondibvuma pamberi pavanhu, Mwanakomana womunhu achamubvumawo pamberi pavatumwa vaMwari.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Ndinokuudzai kuti, ani naani anondipupura pamberi pavanhu, Mwanakomana woMunhu achamupupurawo pamberi pavatumwa vaMwari. Viz kapitola |