Ruka 12:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akafunga nechomumwoyo make achiti, “Ndichaita sei nokuti handina mokuchengetera mbesa dzangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 akafuŋga mumŋoyo make, akati: Ndicaita seiko? Nokuti handina‐pandiŋgaʋuŋganidzira ɀiɓereko ɀaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 akafunga mumwoyo make, akati, ‘Ndichaita seiko? Nokuti handina pandingaunganidzira mbesanwa dzangu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akafunga nechomumwoyo make achiti, “Ndichaita sei nokuti handina mokuchengetera mbesa dzangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Akafunga nechomumwoyo make achiti, “Ndichaita sei nokuti handina mokuchengetera mbesa dzangu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Akafunga mumwoyo make akati, ‘Ndichaita seiko? Handina nzvimbo yokuchengetera zviyo zvangu.’ Viz kapitola |